Bhaibheri

Kristo Wakanunura Vanhu Vake

Catholic · Nziyo · 220

C. Chawasarira

Chorus

M: Kristo wakanunura vanhu vake V: All Areruya imbai nomufaro – Kristo wakanunura vanhu vakee wakanunura

1

Pururudzirai Mwari imi nyika dzose, murumbidze zita rake

2

Rumbidzai mbiri yake, nokuti akatipa rupenyu

3

Imbirai Mwari nziyo dzokurumbidza, nokuti Mwari ndiye Mambo wedu

4

Iye akamuka muvafi, ndiye akatifira pachipiyaniso

Chorus

All Areruya Kristoo wakanunura vanhu vakee wakanunura

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.