C. Mukucha
Chorus
M: S/A Kutenda kuva nechokwadi chezvinhu zvatisingaoni V: S/A Kutenda kuva nechokwadi chokuti tichawana zvinhu zvatakatarisira kutenda kuva nechokwadi chezvinhu zvatisingaoni. B Kutenda kuva nechokwadi-i tichawana zvinhu zvatakatarisira kutenda kuva nechokwadi chezvinhu zvatisingaoni.
Chorus
S/A Nokutenda ngativei sa-Nowa akateerera nyevero yaMwari yezvinhu zvaizoitika zvaakanga asingaoni. B Nokutenda ngativei sa-Nowa nyevero yaMwari nyevero zvaizoitika zvaakanga – asingaoni.
1
Kutenda ndiko – kwakaita kuti vanhu vekare vaitirwe zvavaida naMwari-i.
2
Hapana munhu angagona kufadza Mwari kana asingatendi.
3
Munhu anouya kuna Mwari anofanira kutenda kuti Mwari ariko.
4
Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika yakasikwa nezwi raMwari.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.