K. Chiungano
Chorus
M: Kuti muve-e vamwe naTenzi V: S/A Saka chiurayai mabasa apasi pano anoti ruvengo nokufungidzirana zvinhu izvozvi zvinounza kutsamwa kwaMwari B Saka chiurayayi mabasa apasi pano – unzenza – nokufungidzirana noruchiva ndizvo zvinounza kutsamwa kwaMwari
1
Hasha neshungu nepfini chibvisai izvi mamuri
2
Makuhwa nokureverana nhema chibvisai izvi mamuri
3
Imi zviitei vanhu vanodikanwa na Nyadenga
4
Vanhu vakaruramiswa vanodikanwa naNyadenga
Chorus
S/A Imi ivai vanhuu vane chimiro chakakodzera vanhuu vakasarudzwa naMwari B: --- Ivai vanhu vane chimiro chakakodzera vanhu vakasarudzwa naMwari
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.