O. Mutyanda
Chorus
M: Kutsunga pana Mwari ndizvo zvatichaziva nazvo kuti tiri vechokwadii V: S/A Vadikanwi kana mwoyo yedu isingatipi mhaka, takaatsunga pamberi pake Mwari --- nechivimbo – muna Mwari ngatichengete mirayiro yake B Vadikanwi mwoyo yedu isingatipi mhaka – takaatsunga pamberi pake Mwari – nechivimbo muna Mwari ngatichengete mirayiro yake
1
Zvino ani nani anochengeta mirayiro yaMwari anogara muna Mwari naiye Mwari anogarawo naye
2
Ndiwo murayiro wake – wokuti titende zita romwana wake Yesu, uye kuti tidane sezvatakarairwa naMambo wedu Yesu
3
Mupfumii akaona hama yake ichisahiwa achirega kumunzwira tsitsi rudo rwaMwari rungagara sei maari.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.