Sr Perpetua Muza (Holy Cross)
Chorus
M: Anobata ushe Mambo Yesu V: S/A Nyika yakafara areruya, Mambo Yesu anobata ushe nyika yakafara, nyika yakafara B --- Nyika yakafara --- anobata ushe --- Mambo nyika yakafara
1
Ndudzi dzose dzichatya zita rake. Anobata ushe ...
2
Iye akafuka umambo. Anobata ushe ...
3
Denga rinoparidza kururama kwake. Anobata ushe ...
4
Marudzi ose achaona mbiri yake. Anobata ushe ...
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.