W.C. Ringisai
Chorus
M: Mabasa enyu Mambo anoshamisa V: S/A Haiwa Mambo mabasa enyu, mabasa enyu Mambo anoshamisa, haiwa Mambo mabasa enyu mambo B Haiwa Mambo mabasa enyu mabasa enyu Mambo anoshamisa haiwa Mambo mabasa e-nyu Mambo
1
Mabasa enyu mazhinji
2
Makaita ose nenjere
3
Zvipenyu zvose zvinokumirirai
4
Kuti muzvipe zvokudya nenguva yakafanira
5
Munotambanudza ruoko rwenyu
6
Vanhu vose vachagutswa
Chorus
All Anoshamisa kwazvo mabasa enyu Mambo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.