Bhaibheri

Makamuka Sezvo Makamuka

Catholic · Nziyo · 271

A. Shamu Maurunge

Chorus

M: Makamuka V: All Sezvo makamuka M: Makamuka V: All Pamwe naKristo, pamwe naKristo M: Tsvagai V: All Tsvagai, tsvagai M: Tsvagai V: All Zvokumusoro, zvokumusoro

1

Kristo hwayana yedu yaMwari yakapirwa pamusana pedu

2

Muri vapiriri vatsvene, kuti mugamuchidze mupiro kuna Mwari

3

Ngatirurame murupenyu rwedu kuti tifadze Mwari

4

Takamuka pamwe chete naYesu, ngatitize kurutadzo tigogara zvakanaka

5

Musakanganwe kubatsirana, nokuti makapiwa ruponeso rwenyu

Chorus

M: Tsvagai V: All Tsvagai, tsvagai M: Tsvagai V: All Zvokumusoro, zvokumusoro

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.