Bhaibheri

Makasarudzwa NaMwari

Catholic · Nziyo · 277

V. Nyapokoto

Chorus

M: S/A Makasarudzwa naMwari-i V: S/A Makasarudzwa, kuti muponeswe mukuru-rama kwomweya, nomukutenda kwechokwadi, ku-ti mugowana mbi-ri, mbiri-hi yaTenzi wedu-hu B --- Imi kuti muponeswe mukururama, nomukutenda, kwechokwadi, ku-ti mugowana, mbi-ri-hi yaTenzi

1

Nenyasha Mwari wakatida vakatipa kushingirira kusingaperi netariro yakanaka.

2

Mwari ngavafadze mwoyo yedu nokushinga pakuita mabasa akanaka.

Chorus

S/A --- Hama dzangu, ha-ma rambai makamira zvakasimba, muchichengeta, mitemo yaMwari B: Naizvozvo, hama dzangu, ha-ma, muchichengeta mitemo yaMwari

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.