Bhaibheri

Makatisika Mwari

Catholic · Nziyo · 279

L.T Mabiza

Chorus

M: Makatisika Mwari Makatifananidza nemi V: S/A Mwari makatisika makatifananidza nemi-i Ndokutinunura norufu rwomwana wenyu B Mwari makatisika makatifananidza nemi-i Ndokutinunura norufu rwomwana wenyu-u

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.