Bhaibheri

Anotevera Yesu

Catholic · Nziyo · 29

M. Makamure

Chorus

M Anotevera V: All Anotevera Yesu Kristo achava nomwenje M Achava nomwenje V: All Worupenyu Alleluya

1

Kunyange wakarurama woda kuwa haawiswi nokuti Mwari anomutsigira noruoko rwake.

2

Wakarurama ana matambudziko mazhinji asi Mwari anomubatsira.

3

Wakadana Mwari akamunzwa akamurwira panjodzi dzake dzose.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.