Bhaibheri

Mambo Mupeiwo Rugare

Catholic · Nziyo · 301

P. Makwara

Chorus

M Mambo mupeiwo V:S Rugare rusina mugumo chiedza chisande chimuvhenekere T Ngaagarike mwana wenyu ngaagarike B Rugare rusina mugumo mwana wenyu chimuvhenekere

1

Mupeiwo rugare 9.Kutambudzika kwose

2

Rusina mugumo 10.Ngakumuperere

3

Rwamakatitsidzira 11.Nhamo dzimuperere

4

Kuna vanotenda 12.Afare kudenga

5

Musamutonge mambo 13.Kristo wakamufira

6

Musamurangewo 14.Wakamununura

7

Chimuregererai 15.Neropa rake sande

8

Mhaka dzake dzose 16.Ngaamupinze denga

Chorus

S/A Chiedza chisande chimuvhenekere B/T Mwana wenyu chimuvhenekere

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.