T. Ruvadiki Kamundiya
Chorus
M: S/A Anoti Mambo V: S/A Ndinoda rudo kwete muteuro --- Kana vava mukutambudzika vachanditsvaga --- Uyai tidzokere kuna Mambo --- Ndiye wakatimwaura --- asi achatiporesa, achatidzorera hupenyu kuti tigorarama tava vake chose. B: Ndinoda rudo kwete muteuro, Mambo a-no-ti --- mukutambudzika vachanditsvaga, Huyai --- tidzokere kuna Mambo, Nokuti ndiye wakatimwaura, Nyakutirova --- achatiporesa, achatidzorera hupenyu kuti tigorarama tava vake chose.
1
Rudo rwenyu runenge gore ramangwanani
2
Runenge dova rinokurumidza kuomeswa nezuva
3
Ndosaka ndakavarova namaoko amaporofita
4
Ndakava-u-ra-ya namazwi omuromo wangu
5
Nokuti ndinoda rudo kwete miteuro
6
Ndinoda ruzivo rwezvaMwari kwete mipiro inopiswa
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.