J. K Dzingai
Chorus
M: S Mambo tiravidzei A Tiravidzei V: S/A Runako rwenyu Mambo mugotipa rupenyu norunako rupenyu norunako mugotipa rupenyu norunako B Mambo tiravidzeiwo rupenyu mugotipa rupenyu norunako rupenyu norunako
1
Ndichanzwa zvichataura Mwari Mambo wedu nokuti achataura rugare kuvanhu vake. Tiravidzei
2
Zviro kwazvo ruponeso rwake ruri padyo kunavo vanomutya mbiri yake ichagara munyika yedu. Tiravidzei
3
Mwari achatipa zvinhu zvake zvakanaka nyika yedu ichabereka zvibereko zvayo. Tiravidzei
4
Kurarama kuchatitungamirira kuchagadzirira tsoka dzedu nzira. Tiravidzei
5
Ngoni nezvokwadi zvichasangana kururama norugare zvichakwazisana. Tiravidzei
6
Mambo achasunungura vasungwa vedu vari mugomba risine mvura. Tiravidzei
7
Nhasi tinoziva kuti Mambo achauya namangwana tichaona mbiri yake. Tiravidzei
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.