Bhaibheri

Mambo Wembiri Titumireiwo

Catholic · Nziyo · 380

J. Makaure

Chorus

M: Mambo wembiri titumireiwo V: All Kristo titumireiwo mweya wenyu Mambo mweya wenyu Mambo Kristo titumireiwo mweya wenyu

1

Kristo hwayana yedu yaMwari yakapirwa pamusana pedu

2

Muri vapiriri vatsvene kuti mugamuchidze mupiro kuna Mwari

3

Ngatirurame murupenyu rwedu kuti tifadze Mwari

4

Takamuka pamwe chete naYesu ngatitize kurutadzo tigogara zvakanaka

5

Musakanganwa kubatsirana nokuti makapiwa ruponeso rwenyu

Chorus

All Mweya wenyu Mambo mweya wenyu Mambo Kristo titumireiwomweya wenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.