Bhaibheri

Mbiri Kuna Mambo

Catholic · Nziyo · 429

R. Mandigo

Chorus

M Mbiri kuna Mambo V: S/A Mbiri kuna Mambo mbiri kuna Mambo mbirihi mbiri kuna Mambo mbirii mbiri kuna Mwari B Kuna Mambo kuna Mambo mbirihi mbiri kuna Mambo-o mbiri kuna Mwarii S Hwayana yaMwari yakatibaiirwa A Alleluya Alleluya Alleluya B Hwayana yakatibaiirwa

1

Yesu Mambooo mukuru wenyika dzosee

2

Nokuti ndimi moga mutsvene

3

Nokuti ndimi moga mukurukuruu

Chorus

S/A Tinokutunhidzai tinokutendai tinokurumbidzai B --- Tunhidzai Mambo tendai Mambo --- dzai Mambo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.