M. Mauto
Chorus
M: Muna masimba ose Mwari V: S Mwari muna masimba ose uyaizve kuzotinunura, uyaizve kuzotinunura, uyaizve kuzotinunura A Mwari muna masimba ose Mwari muna masimba osee uyaizvee uyaizve-e Mwari muna masimba ose B Mwari muna masimba osee Mwari muna masimba osee uyai kuzotinunura Mwari muna masimba ose
1
Batai moyo wangu Mambo, ndigotya zita renyu
2
Rudzi rwenyu ruchakuteurirai zvipo zvomupiro nomufaro.
3
Imi mugere pamusoro pamakore muzviratidze kurudzi rwenyu
4
Ndinokumirira kubva mangwanani kusvika manheru nokuti ndimi mununuri wangu
5
Penyesai chiso chenyu tigoponeswwa
Chorus
S/A Uyai nesimba nembiri uyai vanhu vose vachazokuonai B Nesimba nembiri nesimba nembiri uyai vanhu vose vachazokuonai
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.