W. Munodawafa
Chorus
M Mununure mweya yavakafa Mambo V: S Mununure mweya yavakafa, mununure Mambo yavakafa vose mununure mweya yavakafa B --- Mweya yavakafa mununure Mambo mweya vose mununure mweya yavakafa
1
Regai ichimbidzike kuona mwenje
2
Kuona mwenje worufaro
3
Womufaroo usingagumii
Chorus
All Mambo mununure mweya yavakafa
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.