Bhaibheri

Mununuri Wangu Yesu Mambo

Catholic · Nziyo · 476

G.S. Wenzeri

Chorus

M: Mununuri Wangu Yesu Mambo V: S/A Kristo imi makabaiwa --- mukabvisa matadzo edu zvino donatsai mweya womuta-dzi uve mutsvene-e B --- Imi makabaiwa Kristo --- mu-ka-bvi-sa matadzo --- mweya womutadzi uno donatsai --- mutsvene-e Part 1:

1

Ndipeiwo kuteerera Mambo, nokuchengeta mitemo yenyu, ndigoita zvamunoda zvoga

2

Svi-nu-dzai meso angu ndione kuti rudo rwenyu rwakawanda sei

Chorus

S/A Ita-i kuti ndirege kuputirwa nomufaro wapasi pano, ino-pfu-ura i-sina nechimuko chose, ivai neni Mambo Yesu B --- Ita-i kuti, itai, kuputirwa nomufaro wapasi pano, ino-pfu-ura nechimuko chose --- neni Mambo, Mambo Yesu Part 2:

3

Mukufara mukutambudzika kana mukufa , ivai neni, Mambo Yeso Kristo x2

Chorus

S/A Ndinoda kufira mumaoko enyu Kristo, ndive venyu Mununuri wangu kwete zvino asi zvisingazo-pera B --- Ndinoda kufiraha --- mumaoko enyu --- Mununuri wangu Yeso Kristo --- asi zvisingazo-pera

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.