M. Marimazhira
Chorus
M Baba vedu Mwarii V: All Tinoteterera Mambo, tinoteterera Mwari-i, zaruriraiwo denga mwana wenyu uyu
1
Kutadza ndokwavanhu Mwari, tiri vana venyu tinzwei
2
Mukati mutiramwe Mwari, nhamo dzingadurikidzane
3
Tingazive kwaaniko-o mukatirasa nhai Mambo
4
Makatisika ndimi Mwari, motongoramba muinesu
5
Nyadzisai vavengi vedu munzwe chichemo chedu Mambo
6
Mwana wenyu achizorora agare achitonhererwa
Chorus
S/A Nga-achifara --- mumuzinda wenyu wedenga B Ngaachifara, mwana wenyu mumuzinda wedenga
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.