Bhaibheri

Musi Wepasika Wauya

Catholic · Nziyo · 494

J. Makaure

Chorus

M: Musi wepasika wauya V: All Musi wepasikaa wauya wauya musi wepasika vangere vanofara

1

Yesu watomuka nhasi namasimba ake ose

2

Vangere zvino vasvika vazarura guva rake

3

Yesu achiraramazve wazobuda achifara

Chorus

All Tiimbire Mambo wedu Mambo wapedza vasemi vake rufu rutadzo dhiyabhori navaipi vachipenga

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.