C. Ndudzo
Chorus
M: S/A Mwanakomana acha-uya V: All Kana mwanakomana wemunhu achiuya, ari mumakore achiuya, namasimba makuru nembiri, mwanakomana achauya
Chorus
All Ipapo achatuma vatumwa vake, kuti vaunganidze vasarudzwi vose kumativi mana ose enyika --- nembiri huru, mwanakomana achauya
1
Kana kutambudzika kwapfuura
2
Zuva richaora, mwedzi hauzombovhenekizve
3
Kudenga kuchadengendeka nyenyedzi dzichawira pasi
Chorus
B Mwanakomana wemunhu achiuya --- mumakore achiuya --- namasimba makuru, nembiri --- huru, achauya S/A Achatuma vatumwa vake vaunganidze vasarudzwi vose, kumativi mana ose enyika, nembiri huru achauya
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.