P. Chakawa
Chorus
M: Mwanangu kana uri anozvipira Uri anozvipira V: S/A Kana uchida kuitira Mwari basa fanoziva kuti uchayedzwa ita kuti moyo wako uve kwa-awo ngaurege kukurumidzira zvinhu kana zvaipa B Kana uchida-ha kuitira Mwari ba-asa fanoziva kuti uchayedzwa ita kuti moyo wako uve kwawo ngaurege kukurumidzira zvinhu kana zvaipa
1
Gamuchira chiri chose chinenge chauya kwauri
2
Ndiani akambochema kwaari akapiwa gotsi
3
Ndiani akambovimba naMwari-hi akazonyadziswa-a
4
Imi munotya Mwari musatsauke munzira
5
Imi munotya Mwari ivai nechitarisiro chezvakanaka
Chorus
All Mwari anonzwira urombo nengoni anoregerera vanhu zvavakamutadzira
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.