Bhaibheri

Mwari Anoti Mumba Mangu

Catholic · Nziyo · 530

M.J.P.N. Mushuku

Chorus

M: Mwari anoti V: S/A Mumba mangu muchanzi mokunamatira – muchanzi mumba mokunamatira B Mokunamatira – umu – muchanzi mumba mokunamatira

1

Ani nani anokumbira ari imomo

2

Ari imomo ndiye anopiwa

3

Anotsvaga ndiye anowana

4

Anogogodzwa ndiye anozarurirwa

Chorus

S/A Mokunamatira muchanzi mumba mokunamatira B Mokunamatira umu muchanzi mumba mokunamatira

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.