J.K. Dzingai
Chorus
Part 1: M: S/A Mwa-ri Ba-ba ve-du. V: S/A Ti-nofara zvikuruu pamusana pechitendero chedu chinotiumba nokutibatanidza semhuri imwe chete. T/B: Tinofara zvikuru pamusana pechitende-ro --- chinotiumba semhuri imwe chete Part 2: All Tinoziva nokutya kuti undingoveni nokungozvifunga zvingatiparadzanise naMwari Part3 All Zvino tinokumbira kuti girasiya renyu rirambe richitisimbaradza, rambai makatibatanidza norudo, rodoo runotiita mhuri imwe chete.
1
Tibatsirei mumhuri dzedu.
2
Kuti tigare upenyu hunowirirana.
3
Hunowirirana neshokorenyu.
4
Neshoko renyu ratinotendera.
5
Tigosvika kwamunogara muchitonga.
6
Muchitonga kwemisi isingaperi.
Chorus
All Rambai makatibatanidza norudo runotiita mhuri imwe chete.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.