Bhaibheri

Mwari Hamuna Kundirega

Catholic · Nziyo · 563

V.T. Mukweva

Chorus

M: Mwari hamuna kundirega ndichifamba ndoga V: All Ndakati ndabhabhatidzwa, makandipa muperekedzi – muperekedzi anondidziviridza

1

Imi (zita romusande) munondiyeuchidza zuva nezuva kuti neniwo ndinogona kuzviwanira mubairo

2

Imi --- maiva munhu wenyama seniwo asi makazoshandira Mwari neshungu

3

Imi --- ndinodisa kwazvo kukuteverai

Chorus

S/A Nezvo ini nomusande wandakatora takaitwa hama – hama nehama mum biri yokudenga B Nomusande --- nomusande – hama – nehama yokudenga

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.