Bhaibheri

Mwari Makatisika

Catholic · Nziyo · 574

S. Shiri

Chorus

M: Mwari makatisika Makatisika V: S/A Makatisika Mwari makatifananidza nemi ndokutinunura norufu rufu rwomwana wenyu B Makatisika Mwari makatifananidza nemi makatisika kutinunura norufu rufu rwomwana wenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.