Bhaibheri

Mwari Mazvipa Kuneni Pauzima

Catholic · Nziyo · 582

J. Tichapondwa

Chorus

M: S/A Mwari mazvipa kuneni pauzima Mazvipa kuneni pauzima V: S/A Mwari Mambo wangu mazvipa kuneni pachenyu Mambo gamuchirai mupiro wangu ini mwana wenyu B --- Mambo Mwari mazvipa kuneni pachenyu Mambo gamuchirai mupiro – mwana wenyu

1

Nyangwe ndiri murombo zvangu ndinokupai chipo kuti ndikufadzei

2

Chipo changu ndiyeni Mambo ini ndose ndava wenyu

3

Itai kuti ndikudei ndikushandirei imi navanhu vose

4

Izvi zvose zvandinoti ndinokupai hazvisi zvangu Mwari ndezvenyu

Chorus

S/A Ndinokupai kufunga kwangu kuda namabasa angu ose B Ndinokupai kufunga – kuda namabasa angu ose

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.