Z.N. Terere
Chorus
M: S/A Mwari ndinokupfugamirai V: S/A Mwari Baba ndinokupfugamirai pamwechete nomwanakomana wenyu Yesu Kristo kunyangwe zvangu ndisingakodzeri ndinokukudzai B Ndinokupfugamirai nomwanakomana wenyu Yesu Kristo --- zvangu ndis ingakodzeri ndinokukudzai
1
Ndinoisa mweya wangu mumaoko enyu
2
Nezviito zvangu zvose mumaoko enyu
3
Kunyangwe ndisiri chinhu pamberi poukuru hwenyu
4
Uye kuti ndizviite sokuda kwenyu
Chorus
S/A Mwari Baba ndinotarisira kwamuri ndinovimba nemi – ndinokushuvai ndinokutendai Amen B Ndinotarisira kwamuri --- nemi ndinokushuvai ndinokutendai Amen
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.