P.J. Mubako
Chorus
M: Mwari ndiye akaita kuti V: S Nzvimbo ino iti Mwari ari pano Alleluya aripano akaita kuti nzvimbo ino iti Mwari ari pano. B Nzvimbo ino iti Mwari ari pano Alleluya aripano akaita kuti nzvimbo ino Mwari ari pano.
1
Ndichakunamatai mutembere yenyu inoera, ndimo mandichaimbira zita renyu
2
Imba yaMwari yakavakwa paruware rusingazunguziki ndosak yakasimba kwazvo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.