S. Shiri
Chorus
M: Mwari watishanyirawo x2 V: All Alleluya Alleluya Mwari watishanyirawo
1
Uyai marudzi ose, ose pfugamirai Mambo, MamboYesu Kristo
2
Wakakomborerwa uyu, uyu anorangarira, mashoko aMwari nguva dzose
Chorus
All Alleluya Mwari watishanyira Alleluya
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.