S. Shiri
Chorus
M: Mweya musande mweya musande Mwari V: All Makamboburukira muna vapostori
1
Imi munopa girasiya 8. Ndipei girasiya renyu
2
Uyai kundichenesa 9. Mweya wakasimbisa
3
Uyai mweya musande 10. Mwoyo yavapostori
4
Vhenekerai mweya wangu 11. Wakamutsa munavo
5
Ndizive zvakanaka 12. Mwoyo isingavhunduki
6
Nditize zvakaipa 13. Simbisai mwoyo wangu
7
Uyai kundibatsira 14. Ndipei mwoyo mukuru
Chorus
All Burukirai muneni
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.