Bhaibheri

Ndinokupfugamirai Mwari Baba

Catholic · Nziyo · 738

M. Mukucha

Chorus

M Ndinokupfugamirai Mwari Baba V: S/A Ndinokupfugamirai Mwari Baba kunyangwe zvangu ndisiri chinhu pam beri poukuru hwenyu, kunyangwe zvangu ndisingakodzeri ndinokukudzai B --- Kunyangwe zvangu, Mwari Baba, ndisiri chinhu pamberi poukuru hwenyu, kunyangwe zvangu ndisingakodzeri ndinokukudzai

1

Mwari Baba ndinokudai, pamwe chete nomwanakomana wenyu Yesu Kristo

2

Ndi-noi-sa mweya wangu nezviito zvangu zvose mumaoko enyu

3

Ndinokushuvai, ndinokukudza-i

Chorus

All Ndinovimba nemi ndinotarisira kwamuri kuti ndizviite-e, sokuda kwenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.