C. Togo
Chorus
M: Ndinotendera V: S Mwari mumwe chete, mwanakomana mumwe chete waMwari-i noMweya Mutsvene A/B Mwari Baba, Mwari musiki, muridzi wazvose zvose nezvisingaonekwi
1
Ndinotendera Yesu Kristo 7. Kirike katorike
2
Mwana wake mumwe chete 8. Kubatana kwavasande
3
Wakafa pachipiyaniso 9. Kuregererwa kwamatadzo
4
Wakamuka muvafi 10. Nokumuka kwomuviri
5
Ndokukwira kudenga 11. Norupenyu rusingaperi
6
Tinotendera Mweya Musande 12. Rusingaperi Amen
Chorus
S/A Musiki wedenga napasi Mwari Baba noMwanakomana noMweya Mutsvene B Musiki wedenga muridzi wazvose zvose zvinoonekwa nezvisingaonekwi
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.