M. Mupangwa
Chorus
M: Ndinovimba nemi Mambo V: S/A Ndinovimba nemi Mambo nengoni dzenyu-u, Mambo ndimi-i makandibatsira B --- Nemi Mambo dzenyu-u Mambo makandibatsira
1
Mwoyo wangu unovimba nokuti makandiitira zvakanaka
2
Ndinokudai Mambo ndinokuimbirai Mwari wangu
3
Ndinodana kunemi Mwari munofanira kurumbidzwa
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.