Bhaibheri

Ndinzwireiwo Tsitsi Mwari

Catholic · Nziyo · 755

T.M. Dunduru

Chorus

M: Ndinzwireiwo tsitsi Mwari V: S/A Ndakakutadzirai imi moga ndakaita chinhu chakaipa pamberi penyu ndakaberekwa mumatadzo tarirai ndakaberekwa mumatadzo tarirai ndakaberekwa mumatadzo B --- Kutadzirai imi moga --- chinhu chakaipa pamberi penyu ndakaberekwa mumatadzo --- ndakaberekwa mumatadzo, ndakaberekwa mumatadzo

1

Dzimai matadzo angu

2

nokuda kwengoni dzenyu zhinji

3

ndisukei zvakaipa zvangu zvose

4

Nokuti ndinoziva kutadza kwangu

5

Zvivi zvangu zvinogara

6

zviri pamberi pangu

7

Ndinatsei ndive wakanaka

8

Tarirai munoda chokwadi mumwoyo mangu

9

Munoda kundidzidzisa uchenjeri mukati mumwoyo mangu

Chorus

S/A Ndishambidzei ndichene x3 ndichene B --- dzei ndichene --- dzei ndichene ini ndishambidzei ndichene ndichene

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.