P.J. Pise
Chorus
M: S/A Ndomboenda zvino kumusha V: S/A Mambo ndomboenda kumusha – kwete ndiri ndoga-a asi nemi, kana imi meineni hapana, hapana ngozi ingawana mweya wangu B --- Mambo ndomboenda-a kumba kwangu – kwete ndiri ndoga-a asi nemi, kana muineni – hapana ngozi ingawana mweya wangu
1
Mambo ndimi muvaraidzi ndimi nzira, ndimi mudonzvo
2
Ndimi mwenje ndimi zvose
3
Vanotarisira kunemi havana chigumbu
Chorus
S/A Kana imi muineni hapana, hapana ngozi ingawana-a mweya wangu B --- Kana muineni hapana ngozi ingawana mweya wangu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.