L. Kaseke
Chorus
M: S/A Ngatirumbidzei Mambo Mwari mukurukuru V: All Tirumbidze Mambo Mwari mukurukuru tirumbidze Mambo Mweya Mutsvene tirumbidze, tirumbidzei Mambo Mwari mukurukuru
1
Denga napasi zvizere nembiri
2
Hosanna kudenga denga tirumbidze
3
Ngaakudzwe iye anouya ndiMambo
Chorus
S/A Kudzai Ishe, Ishe, namatai mumba make Ishe-e-e Mwari wedu ndiye mutsvene tirumbidze B Ishe wedu Ishe – mumba make Ishe, Mwari wedu ndiye mutsvene tirumbidze
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.