Bhaibheri

Nyika Ngaizaruke Ibudise

Catholic · Nziyo · 832

R. Tonganai

Chorus

M: Nyika ngaizaruke ibudise V: S/A Ibudise muponesi Alleluyaha ibudise muponesi wedu B Ibudise muponesi wedu nyika Alleluya ibudise muponesi wedu

1

Tarirai Mambo achauya navasarudzi vake vose

2

Nezuva irero chiedza chikuru chichazopenya

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.