Bhaibheri

Omberai Tenzi

Catholic · Nziyo · 837

A. Shamu Maurunge

Chorus

M Omberai Tenzi .... V: All Omberai Tenzi --- imi omberai Tenzi

1

Mumba make mutsvene 8. Nokurira kwamabhosvo

2

Denga riri 9. Nemitengeranwa

3

Chigaro chesimba rake 10. Mitengeranwa nembira

4

Nokuda kwemibato 11. Nengoma nokudzana

5

Yake inoshamisa 12. Nedimbwa nenyere

6

Zvaana masimba 13. Nedzimbo nenziyo

7

Masimba noukuru 14. Nefemo roga roga

Chorus

B Omberai Tenzi --- imi omberai Tenzi S Omberai Omberai Omberai Omberai Omberai Tenzi

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.