Fr E. Ribeiro
Chorus
M Simon mwana waJona V: S/A Unondida here? Unondida here? Unondida here? Unondida here kupinda vamwe vose ava B Unondida here? Unondida here? Unondida --- Unondida here kupinda vamwe vose ava
1
Yesu akanga amire pamakombekombe egungwa asi vadzidzi vake havana kumbomuziva
2
Pavakapedza kudya mangwanani Yesu akati kuna Simon, "Fudza hwai dzangu"
3
Zvechokwadi ndinoti kwauri pawakanga uri muduku waipfeka uchienda kwaunoda
4
Asi kana wachembera uchatambanudza maoko ako mumwe achakusunga achienda newe kwausingadi – Fudza hwai dzangu
5
Mushure mezvo akati kwaari, "Nditevere"
Chorus
All Hongu – hongu Mambo munoziva kuti ndinokudai hongu – hongu Mambo munoziva kuti ndinokudai --- fudza hwai dzangu unondida here fudza hwai dzangu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.