Dumbura
Chorus
M: Tarirai netsitsi Baba-a Baba tarirai netsitsi V: S/A Dururai mweya wenyu mumoyo make mupei kuti anaye sokuda kwenyu B --- Mweya wenyu mumoyo make Baba anaye sokuda kwenyu
1
Mwana wenyu anotambura bokurwadziwa musimbisei musimudzeii
2
Tinoziva kuti hamuna kumukanganwa zvamakamupa kutambura
3
Nokuti ndiye mweya wesimba nowenyaradzo kuda kwenyu ngakuitwe
Chorus
All Mupei kuti anaye sokuda kwenyu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.