Bhaibheri

Taurai Mambo

Catholic · Nziyo · 907

J.K. Dzingai

Chorus

M: Taurai Mambo V: S/A Mambo taurai muranda wenyu anoteerera, wakakomborerwa, anofamba munzira dzaMambo B/T Taurai Mambo, muranda wenyu, Mambo, anoteerera hake anofamba munzira dzaMambo

1

Tarirai ndauya ndinofara kwazvo kuita chamunoda, taurai Mambo

2

Mabasa enyu mazhinji anoshamisa, hapana angaenzaniswa nemi, taurai Mambo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.