R. Tonganai
Chorus
M: Taurai Mambo V: All Muranda wenyu Mambo anotevera Alleluyaha Alleluya Mambo
1
Tarirai ndauya Mamboo
2
Ndinofara kwazvo Mambo
3
Kuita chamunoda Mambo
4
Mabasa enyu mazhinji
5
Mazhinji anoshamisa
6
Hapana angaenzaniswa
7
Angaenzaniswa nemi
Chorus
All Tauraii muranda wenyu Mambo anotevera
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.