D. Bulaki
Chorus
M: Tenzi Mwari wako anokurayira V: S/A Mwari wako – anokurayira – kuti uchengete mitemo nemirayiro yake – rangarira kuichenegeta nomwoyo wako wose nomweya wako wose B Nhasi uno – anokurayira – kuti uchenegete mi-te-mo saka rangarira kuichengeta nomwoyo wako wose nomweya wako wose
1
Nhasi uno iwe wabvuma pachena kuti Tenzi ndiye Mwari wako
2
Watsidzawo kuti uchafamba munzira dzake uchichengeta mitemo yake yose
3
Uye kuti uchateerera manzwi ake
4
Imi muchaita kuti zita rake rirumbidzwe nokukudwa
5
Imi muchava vanhu vake pachake sokuvimbisa kwaakaita
Chorus
S/A Tenzi akatsidzawo – uchava rudzi rwake chairwo – sezvaakakupikira – unofanira – kuchengeta – mirayiro yake yose B Tenzi atsidza – kuti – iwe – rudzi rwake chairwo sezvavakukupikira uye iwe – unofanira – kuchengeta – mirayoyiro yake yose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.