Bhaibheri

Tenzi Ndiye Anosimudzira Simba

Catholic · Nziyo · 937

S. Chakanya

Chorus

M: Tenzi ndiye anosimudzii-ra si-mba rangu V: S/A Teenzi ndiye anosimudzira va-ro-mbo-o, achivabvi-sa mu-gu-ru- va-a, achivabvisa muguruva, achindovagadza-a-a pamwe chete-e-e, namachinda-a B --- Teenzi ndiye anosimudzira simba rangu, anosimudzira varombo, anosimudzira varomboo, achindovagadza-a-a pamwe chete-e-e, namachinda-a

1

Munogutisa-a vane nzara, vanoshaya-a-a, imi-i Mwari.

2

Munosimbisa-a vakaneta, vakaremerwa imi Mwari-i

3

Ndinofarira-a ruponeso rwaTenzi, mupi woupenyu

4

Tenzi anochengeta-a tsoka dzavatsvene vake

Chorus

S/A Moyo wangu unofarira Tenzi, unofar-iira Tenzi-i, anosimudzira si-mba – rangu-u, anosimudzira-a simba ra-ngu B Moyo wangu unofarira Tenzi, unofarira Tenzi Mwari simba rangu anosimudzira simba rangu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.