Bhaibheri

Tenzi Samasimba Ose

Catholic · Nziyo · 941

W. Nhemachena

Chorus

M: Tenzi Samasimba ose V: S/A Unoera, unoera, unoera Tenzi Samasimba ose T --- Unoera, unoera, Tenzi Samasimba ose unoera B --- Unoera --- unoera --- Tenzi --- unoera

1

Imi Tenzi naMwari wedu makafanira kuti mugamuchire mbiri norukudzo nesimba

2

Nokuti ndimi makasika zvinhu zvose

3

Zvakasikwa zvikavapo nokuda kwenyu

Chorus

S/A Iye aivako-o, iye ariko-o, iye achazovako-o T --- Unoera, unoera, Tenzi Samasimba ose --- unoera B --- Unoera --- unoera --- Tenzi --- unoera

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.