Bhaibheri

Tinodzidziswa NaPauro Achiti

Catholic · Nziyo · 952

P. Mpundu

Chorus

M: Tinodzidziswa naPauro achiti V: S/A Pfekai zvombo zvose zvamunopiwa naMwari-i mugogona kumirisana-a nasatani muchirwisana nemweya yose yakaipa-a B --- Pfekai zvombo zvamunopiwa naMwari mugogona kumirisana-a nasatani muchirwisana nemweya yose yakaipa

1

Mirai makagadziri-ra-ha makagadzirira kutaura chokwadi

2

Mashoko akanaka orugare nokuparidzwa kwawo ngaave matsiko enyu-u

3

Simbiswai-i simbiswai namasimba aTenzi

4

Nokuti kurwa u-kuhu-u kurwa uku hatirwi navanhu kwete

5

Asi tinorwa nemweya yakaipa yasatani

Chorus

S/A --- Namatai muchinyengetera-a muchinyengeterera vanhu vaMwari-ii muchinyengeterera vose B Namatai-i muchinyengetera muchinyengeterera vanhu vaMwari namatai muchinyengeterera vose

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.