Z.C. Terere
Chorus
M: Tinokumbirawo Mambo kuti mutipewo V: All tinokumbira chipo chokutaura zvinokufadzai zvoga – imi makatumira pasi shoko renyu anova ndiye mwanakomana Yesu Kristo
1
Itai kuti timuvetedzere mukutaura kwedu
2
Ngakuve kwezviro kwazvo, nokutiimi muri zviro kwazvo
3
Ngakuve kuzere nechidoo nokuti imi muri runako nechido
4
Munhu asingakanganisi mukutaura ndiye ano unhu huzere
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.