Sr Lioba Gana (LCBL)
Chorus
M: Tinokupfugamirai yesu V: All Tinokupfugamirai Yesu, ndimi Mwari naMambo, Alleluya
1
Tarirai Ishe naMambo anouya
2
Anouya nokukunda noumambo
3
Nokuti zvose zviri kudenga nezviri pasi ndezvenyu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.