T.M. Dunduru
Chorus
M: Tinokurumbidzai Mambo V: S/A Tinokurumbidzai Mambo tinokuomberai mununuri tinokurumbidzai B --- Kurumbidzai Mambo tinokuomberai mununuri tinokurumbidzai
1
Ndimi Mambo waIsiraeri mwanakomana waDavidi
2
Ndimi Mambo makauya muzita rababa
3
Vangere vari kukuimbirai kuuzu
4
Vanhu vose nezvisikwa zvose zvirikubvumira
5
VaHeberu vakakupembererai nemashizha
6
Tinokupembererai isu nenziyo dzedu
7
Vakakupembererai musati matambudzika
8
Isu tinopemberera imi makamuka
9
Mambo imi munofarira chete zvakanaka
10
Tambirai minamato yedu yatinopira
Chorus
S/A Imi makaomberwa makaomberwa navadiki vachiti hosanna B --- Makaomberwa makaomberwa navadiki vachiti hosana
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.